kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

zimchild – handimiswe كلمات اغاني

Loading...

(intro)
ooo oh yeah
yeah yeah (ptk na cashlibs)
zimchild again ah
yeah yeah ahh

(build up)
inzwa zvandinoda kutaura
pane vakawanda vanoda kundivenga
pane 1 thing chandoda kuvaudza
kuti zimchild haafe akambomiswa

(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2

(verse)
ndakavaudza kubvira kudara
mangoma ndakatopinda kubvira ‘dara
pamangoma ndovauraya nemabara
zimchild again ava vakatosara
ndichi rova zvima number
ndichi rova zvima number
vaudze kuti mangoma ndinorova ngoma plenty
ndofadza vaskana kunyangwe emily
zimchild again, ah di dancehall prince
(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2

(verse)
kubvira pandakatanga mangoma
vanotoziva kuti ini ndinomagona
ndosaka vanhu ava vachi venga
kuti tarisa pasi ndozvavano gona
ndoda k_mboenda ku hong kong
ndichi rova gucci ivo mabilabong
ini ndakava kure
ndodakuenda mberi kwete k_mashure (vroom vroom)

(chorus)
handimiswe
handimiswe
handimiswe
vanemuswe x2

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...