kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d – xyz كلمات اغاني

Loading...

jah know
xy, xy, xyz
(why did you block my number?)
(why did you block my number?)
dementor
(why did you block my number?)
(why did you block my number?)

ndagoti xyz
rudo vaviri, uri one hapana zhet
anozvigona ega ngaauye bet
ndatenga calender ndirikusimbisa madate
asi kana zvapera, zvapera
usafighte chingozvinetera
iko katsika kekuda kufixer wawasiyana naye murudo, kane kakuzvinyepera
chenjera kuzvivhiringira life yako
nekuda kubhowa maex
unenge uchapera mari nemabhanduru
uchida kubhowa maex
ita move on (move on)
bvunza why
kuramba uri zii ndicho chig_yi
ita move on (move on)
bvunza why
zvekufinhurana zvinozotipei nhai?

beter ubvunzе; “ex why uri zii?”
why? why?
kana k_mbonditiwo; “hesi nhai chii?”
why? why?
hongu takatukana_tukana (why?)
ndokubva tabukana_bukana (why?)
ngatizivei tikawana
chisingaperi muhupеnyu hapana

saka, marambana hapadi kushanda mafeelings
tiripo mateacher erudo topa mateachings
charambanisa vanhu, kanyaya kecheating
rudo rwunoda kukuchidzirwa semoto mukitchen
vachada zvekurovana, do boxing
zvabaya moyo w_ngu ini, ju_u jekiseni
murudo hamudi hucaptain
siya chicaptain
unogona kuita stress, oita sad munhu
oda kuti zvinzi ex ndiye bad munhu
wavakushambadza zvamaiitirama muchadana muchizvi_recorder mumabedroom
saka iwewe, why did you block my number?
ndakayedza kudzifonera dzichiramba
ndaizviziva handichakama
asi haunga_saver number dzangu kuti plumber

beter ubvunze; “ex why uri zii?”
why? why?
kana k_mbonditiwo; “hesi nhai chii?”
why? why?
hongu takatukana_tukana (why?)
ndokubva tabukana_bukana (why?)
ngatizivei tikawana
chisingaperi muhupenyu hapana

chingomutiwo ari sei munhu wako
handina kutombokuvenga iwe zvako
kudhara takaita mafight, but tava right
ndakangokurambira hunhu hwako
asi chii nhai ex?
ko, kuzongoti zii why ex?
ndakapedzesera kukunyorera zibook ukasareplya, did you see my text?
hurisei hutano, ari sei maworks?
chinonzi chinokanganwa idemo here axe?
let’s just be friends dzeopposite s_x
pamwe zvinolasta, let’s try it first
chenjera kuzvivhiringira life yako
nekuda kubhowa maex
unenge uchapera mari nemabhanduru
uchida kubhowa maex
ita move on (move on)
bvunza why
kuramba uri zii ndicho chig_yi
ita move on (move on)
bvunza why
zvekufinhurana zvinozotipei nhai?
beter ubvunze; “ex why uri zii?”
why? why?
kana k_mbonditiwo; “hesi nhai chii?”
why? why?
hongu takatukana_tukana (why?)
ndokubva tabukana_bukana (why?)
ngatizivei tikawana
chisingaperi muhupenyu hapana

seiko kuda kubhohwa maex?
why? why?
why uchida kubhowa maex?
why? why?
(oh ooh, oh)
(oh ooh, oh)

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...