kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d – ngoma futi كلمات اغاني

Loading...

[intro]
gafa kusvika ndafa
ngoma futi (igwe)
ngo ngoma futi
ngoma futi (da da da dancehall igwe)

[bridge]
ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa!

[pre-hook]
menge makurarisa dance
zvino ndakuita kuti rimuke
musade kusaiza mafans
zvinoita ropa ritsvuke
vati aihwa dzorai dance pamakariwana
aihwa manje ini ndori kicker nema shanana

[hook]
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti

[verse 1]
menge mochema dance renge rafa zvino ramuka semwanakoma
tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenaka vakomana
zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance
uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans

[verse 2]
saka ndakubhiga vese vari kukavira ngoma mberi ngoma dziende kuseri (ngoma futi)
plus zvenhando usateerere bika zvemhando vateerere (ngoma futi)
kana mabika imi ngoma ndorova
dzika zvimba ndipe mvura shoma ndotova
ndoda kudzirova neche apa pa pa pa pakati pemusoro kunge nhova
ndobva ndadzidzorera padzaimbova
inzwa ka mudance mese yangova biggie biggie biggie
k-mu disser hazviseenze hazvina basa kunge rovha

[bridge]
ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa!

[pre-hook]
menge makurarisa dance
zvino ndakuita kuti rimuke
musade kusaiza mafans
zvinoita ropa ritsvuke
vati aihwa dzorai dance pamakariwana
aihwa manje ini ndori kicker nema shanana

[hook]
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti

[verse 1]
menge mochema dance renge rafa zvino ramuka semwanakoma
tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenaka vakomana
zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance
uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans

[pre-hook]
menge makurarisa dance
zvino ndakuita kuti rimuke
musade kusaiza mafans
zvinoita ropa ritsvuke
vati aihwa dzorai dance pamakariwana
aihwa manje ini ndori kicker nema shanana

[hook]
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti
ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...