winky d – gombwe كلمات اغاني
[intro]
chiextra, chiextra
hai, vatipe oskid
[pre-chorus]
mangoma aya ndabva nawo nyikadzimu
anga achitambwa navadzimu
ndabva ndati ndimaunze pasi rino
abva avachemedza samariro
[chorus]
ndini gombwe remangoma
gafa rin0bata matare engoma
pandinodzorwa voti ndogona
ndini ndoita kuti vafare nengoma
ngoma pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
[verse 1]
varikuzama kundikopera
hazvikete ndinopoterwa
hanzi chigafa zvachin0bhowera
ndechekuti pangoma chinoomberwa
ndaratidza unyanzvi, pakubata masuo
handina kutanga nezuro
ndavaoneswa k-ma[?] vati zvinoita gafa tozviita nesuwo
vamwe vane machira, vamwe vane nguwo
havakwanise kubata dare havana bvumo
ini pandinoribata sechigafa
yava nguva yebasa hapana hurukuro
[chorus]
ndini gombwe remangoma
gafa rin0bata matare engoma
pandinodzorwa voti ndogona
ndini ndoita kuti vafare nengoma
ngoma pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
[verse 2]
pakushava ngoma ndodzibata samare
handisi shavi rakapoya matare
ridza hosho ndingobudisa gitare
bikai doro toita vanhu vafare
ndava kuda kusvika saka isai maoko
ndava kuda kusvika saka isai maoko
kuna musikavanhu takuteura
ipai mwana usavi ngaasatemura
makamubvisa mhepo makamuchenura
ikozvino madzimbahwe omuyemura
[chorus]
ndini gombwe remangoma
gafa rin0bata matare engoma
pandinodzorwa voti ndogona
ndini ndoita kuti vafare nengoma
ngoma pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
pandinodzitekenya-tekenya
makwati opinda, zvino ndakutetena
[outro]
ndini gombwe remangoma
gafa rin0bata matare engoma
pandinodzorwa voti ndogona
ndini ndoita kuti vafare nengoma
ngoma pandinodzitekenya-tekenya
zvino ndakutetena
pandinodzitekenya-tekenya
zvino ndakutetena
ndini gombwe remangoma
كلمات أغنية عشوائية
- safira inema › safira inema – bukan yang pertama كلمات اغاني
- j music ensemble › j-music ensemble – wake up, get up, get out there كلمات اغاني
- creature comfort › creature comfort – infinite art كلمات اغاني
- chaze sharp › chaze sharp – love gun كلمات اغاني
- jouhou shoribu › jouhou shoribu – setsunairo (romanized) كلمات اغاني
- blackcast › blackcast – false hearted كلمات اغاني
- mido › mido – come stai? كلمات اغاني
- pg x drink › pg x drink – 24 chasa كلمات اغاني
- akirem nate › akirem, nate – come gli altri (piano solo) كلمات اغاني
- skarm › skarm – ( كلمات اغاني