kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d – bhebhi ramwari كلمات اغاني

Loading...

[intro]
ga ga gafa
chi extraterrestrial

[verse 1]
hona bhebhi
ukandiona waona daddy, (gafa) not bad
huya kuno toita happy happy
tora 50 iyo pukuta musodzi
pakurova mari ini ndine hutsinye fanike hwa rhodes
ndoda kupamba matambudziko ako
ndounza happy mulife mako
tarisa chi gafa ndo type yako
ukanyozera hameno zvako

[pre-hook]
handidi bhebhi rino bhowa bhowa bhowa
handigumbuke nyangwe rikatorwa torwa torwa

[hook]
ndinoda bhebhi rinonakidzisa kudya mari
vasikana vanonakidza van0bva kuna mwari
kwete van0bhowa ndevekwa satan
aihwa van0bhowa havana pattan

[verse 2]
uchigona kudya mari bhebhi wapinda basa
ndokupa penjeni fanike nssa
kana ndodya mari pachigafa handiite budget fanike vachinamasa
pane ka thousand kasina basa
ukakapedza bhebhi wapasa
nhasi uchamwa zvekunge uchafa usaite chitsotsi imwa haikona kurasa
kana uchinakidza kamani
gafa rinokuisa pa salary
basa rako bhebhi kudya mari
nyadzisa satan

[pre-hook]
handidi bhebhi rino bhowa bhowa bhowa
handigumbuke nyangwe rikatorwa torwa torwa

[hook]
ndinoda bhebhi rinonakidzisa kudya mari
vasikana vanonakidza van0bva kuna mwari
kwete van0bhowa ndevekwa satan
aihwa van0bhowa havana pattan

[verse 3]
kana tasvika panzvimbo tati takufara ndiratidze smile kuface
ndoda ku spender zvekuti ndini ndomuka ndiine headline
mupress
handidi change kubva kuna waiter tora isa ma bond coin mu
purse
varikungo dhabhura pattan yegafa nechekure fanike ma drone
ku sp-ce
ndobva ndaita manyemwe bhebhi dai wapedza
rimwe round gafa robheja
tambisa mukwende ndendebvu dzegafa uchinditekenyedza

[pre-hook]
handidi bhebhi rino bhowa bhowa bhowa
handigumbuke nyangwe rikatorwa torwa torwa

[hook]
ndinoda bhebhi rinonakidzisa kudya mari
vasikana vanonakidza van0bva kuna mwari
kwete van0bhowa ndevekwa satan
aihwa van0bhowa havana pattan

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...