kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

wanitwa mos, master kg & jah prayzah – kusina mai كلمات اغاني

Loading...

wanitwa mos (wanitwa mos)

zimweya_mweya, zimweya_mweya
hm_m ini ndarikoniwa
zvaitoda mbuya nehanda
ah_h ndonzwa kurova kwehana

hm_m iye_e ho_o
ah_h hiye, hiye ho_o
zvaitoda mbuya nehanda
ndega ndonzwa kurova kwehana

hiye, hiye ho_o
hiye, hiye ho_o
zvakutoda mbuya nehanda kana messiah
ndega ndonzwa kurova kwehana

hakuyendwe kusina amai
simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
hakuyendwe kusina amai
mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

hakuyendwe kusina amai
simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
hakuyendwe kusina amai
mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
wademba_demba, wachema_chema
waneta kudana mukoma
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

wademba_demba, wachema_chеma
waneta kudana mukoma
harifambike sango iwe
harifambikе sango here?

ah_h hiye, hiye ho_o
ah_h hiye, hiye ho_o
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

ah_h hiye, hiye ho_o
iye hiye ho_o
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

haune zivo yoko mwanawe_e (haune zivo)
hakuna rwiyo rwaun0bvumira (hakune)
hakuna rurimi rwaunotawura (hi_i)
hakuna weko waunoyeuka

haune zivo yoko mwanawe_e (haune zivo)
hakuna rwiyo rwaun0bvumira (rurimi rwamai)
hakuna rurimi rwaunotawura (yo, yo, yo)
hakuna weko waunoyeuka (yo, yo, yo, yo, yo)
hakuyendwe kusina amai
simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
hakuyendwe kusina amai
mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

hakuyendwe kusina amai
simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
hakuyendwe kusina amai
mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva

wademba_demba, wachema_chema
waneta kudana mukoma
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

wademba_demba, wachema_chema
waneta kudana mukoma
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

ah_h hiye, hiye ho_o
ah_h hiye, hiye ho_o
harifambike sango iwe
harifambike sango here?

ah_h hiye, hiye ho_o
hiye, hiye ho_o (ah_h)
harifambike sango iwe
harifambike sango here?
haune zivo
hakune rurimi, iii, uuu
haune zivo
rurimi rwamai

ah, yo_yo_yo_yo_yo
ah, yo_yo_yo_yo_yo

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...