kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

wakablazer degrassi – wanna be كلمات اغاني

Loading...

[intro: boi pimp]
team illusion
huh
yo boi pimp
yung manex
wakablazer
hiweee!!!
hahahaha

chachisalad!!!

huh!

hihwee

[chorus: boi pimp]
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)

[verse: boi pimp]
ndotype dzekuti dzikapinda mubhawa
dzin0bhavharira bhawa rese bhutsu kunhuwa
une x2 ukusender please call
phone yakacheaper, ukuita zvakacheaper
k_mababy ndaneta nemapumps emadollar
akundirwadzisa maziso
handisi kushora (shora)
apa ukuya wakapfeka chain yepagate
ukuvhiringidza swag
oh my god!!!
uri wanna be
iwe uri wanna be
wakasara kunge mahits akudhara
i’mma be
baby hona wakapfeka zidress netight
hazvichaenderane neni
ndine flight!!!!

[pre_chorus: boi pimp]
kana uribabe anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
pull it x3

[chorus: boi pimp]
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)

[verse 2: pbc]
kune mababy anozviita anedhiri
(maihwe)
apapa inini wacho, inini ndine skiri
(yuhwiii)
uri wanna be usandibate
wakaramba uchindinetsa ndokusvipira zvimate
swag yako yakasara last year
mufesi wako ane peugeot
(maihwe)
uriwanna be, usazvinetsa
usazvizore hako make up
haimbofe yamatcher
plus kana, ndakutenga doro
usauye padhuze neni coz ndokudira doro
handitambe nemawanna bes
inini ndine swagger
huya kuno baby
usatambe nematsaga

[chorus: boi pimp] x2
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
iwe, gara waziva uri wanna be (wanna be)

[verse 3: wakablazer degrassi]
especially unemagodi mubhawa usanditi hi!
urikuvhiringidza pose yangu
ibvapo mhani
ndotype dziya dzinonhuwa sweat
kuvharira mhino kunge magumbeze eweti
tengawo roll on ukutikwadza mhani
usingazvikwanisa
ibva munomu mhani
chisalad chinoremera vakawanda
dai kurigwazhi shona urimupanda
takuenda next time unosara
apo unenge uchipoacher beer haumbonyara
maybe w_nga usingazive uri wanna be
gara wabva pano transform like bumblebee

[outro chorus: boi pimp] x2
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
illusions, hatisi mawanna bes
kana uri baby anouya kubhawa nemagodi
(uri wanna be)
murimafesi muchipimirana cider
(uri wanna be)
kunwa scud kunge usiri kuona super
(uri wanna be)
illusions, hatisi mawanna bes

chachisalad

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...