kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

vee mukarati – masaisai (vol 2) كلمات اغاني

Loading...

hupenyu hw_ngu hwashata
hupenyu hw_ngu hwaipa
kutarisa kudai inhamo chete
ndizvo zvandaida?
aihwa kwete
hupenyu hw_ngu hwaoma
kurarama kwacho haikona
kurara nenzara kufanezvirwere
vazhinji votambura vashoma vagere

ndiota sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai

hupenyu hwacho hwaoma
(hwaoma hwaoma)
kurarama kwacho itsaona
(itsaona itsaona)
kurara nenzara kufanezvirwere
vazhinji votambura vashoma vagere
ndoita sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani tenzi
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndiota sei nhai mwari
pindirai
ndibatsireiwo kani ishe
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai

ndoita sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishе
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani tenzi
pindirai
ndibatsirеiwo kani mwari vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai
ndapinda mumasaisai

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...