kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tocky vibes – ndoenda كلمات اغاني

Loading...

panorwa nzou chinokuvara huswa
huswa kuparara kusara ava marara
amai ndoinda nababa

baba ndoinda
ndoinda nababa baba ndoi_
iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
ndoinda nababa baba ndoinda
kaupenyu haizi problem yaunofanira kusorovha
asi zviitiko zvaunofanira kurarama
zvino ndoita wekudiniko?
tiza neupenyu hw_ngu
ndaitodiniko?
tiza neupenyu hw_ngu

amai ndoinda nababa
baba ndoinda
ndoinda nababa baba ndoi_
iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
ndoinda nababa baba ndoinda

vanoziva vari kuti answer ndoinogadzira mubvunzo
kana uchitsvaga answer uri kutsvagazve mubvunzo
dai ndakaziva
dai ndaiziva zvimwe yaitungamira ndaizobudirira
zvakandiwira zvaisambondiwira

ndoita wekudiniko?
tiza neupenyu hw_ngu
ndaitodiniko?
tiza neupenyu hw_ngu

amai ndoinda nababa
baba ndoinda
ndoinda nababa baba ndoi_
iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
ndoinda nababa baba ndoinda

amai ndoinda nababa
baba ndoinda
ndoinda nababa baba ndoi_
iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
ndoinda nababa baba ndoindawo

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...