kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tocky vibes – mhinduro كلمات اغاني

Loading...

unondivengerei?
unondireveri?
unozombowanei?
ndiri pajoko nechikeri

ko izvi wazviitirei?
unonditukirei?
unondidarirei?
kundinongedzera, warisirira

handinawo mhinduro
zvese zvamunondibvunza
nguvaiko? kubva nezuro
ndiri munhuwo

ndatovawo nechishuwo
kuona hama dzangu dzese wo
dzakatisiya nezuro
ndorwadziwawo

mufaro uchauya
patichasangana zve
kune iyo imwe nyika
zvepano hamuchade

mibvunzo chete
mibvunzo kwese
ko iye ndiye chete
arikusara, arikupedza vamwe
handinawo mhinduro
zvese zvamunondibvunza
nguvaiko? kubva nezuro
ndiri munhuwo

ndatovawo nechishuwo
kuona hama dzangu dzese wo
dzakatisiya nezuro
ndorwadziwawo

ndakamboti bye bye
ndokuona mbaimbai
ndongoti dai dai
ndaikwanisa kukupai kana hw_ngu

ndinotobudawo ropa
kana ndikachekwa
ndinototyawo kufa
ndiri munhuwo

handinawo mhinduro
zvese zvamunondibvunza
nguvaiko? kubva nezuro
ndiri munhuwo

ndatovawo nechishuwo
kuona hama dzangu dzese wo
dzakatisiya nezuro
ndorwadziwawo
mufaro uchauya
patichasangana zve
kune iyo imwe nyika
zvepano hamuchade

mibvunzo chete
mibvunzo kwese
ko iye ndiye chete
arikusara, arikupedza vamwe

handinawo mhinduro
zvese zvamunondibvunza
nguvaiko? kubva nezuro
ndiri munhuwo

ndatovawo nechishuwo
kuona hama dzangu dzese wo
dzakatisiya nezuro
ndorwadziwawo

unondivengerei?
unondireveri?
unozombowanei?
ndiri pajoko nechikeri

ko izvi wazviitirei?
unonditukirei?
unondidarirei?
kundinongedzera, warisirira

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...