kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tidech – whiskey pama godo كلمات اغاني

Loading...

godobori pachi (hahaha)
yeah, are you ready for this one? (godo)
we ain’t playing (we no longer playing, we got the game)

2005 (yeah) takambostana den isina window (fact)
every night tichibhurwa ne mosquito (granary park)
chaunondiudza chiiko? (nothing)
pamfombi tichirova ntsarantsintso
taba mango, tomhanyiswa nana bingo (maihwi)
grew up in the streets (yeah) tichitamba chigoza kana kodo (pada)
vaskana ara uru kana nhodo (rure_rure)
now i’m back in the streets (back) vanhu vese vave kungoti godo
hameno zvako kana ukaita godo (yeah)
champaign we never sip it (no) now tongoitenga zvakadzora (cash)
hatina bag but haungambondishora (no)
i’m spitting these lyrics (straight up) vasparkwa vanotenga coca_cola (yeah)
uchida verse ndipe pen ndombonyora (godo)
roman rap studios (boy tricky) ndokwacho ka kwandakakurira (yah)
nyaya dzekugona idzi ndovakandifurira (facts)
sando kuna boy tricky mberi uchabudira (boy tricky)
ndiwe wakaita zita rangu rigopfumbira (yeah, listen)
flеxing on the 808 ma songs ndoisa pa internet (yеah)
vese vachandiketa chete kuspitter handimboquita kwete (straight up)
major akati usaneta, zama zvinoita chete (yeah)
dhuga akanditipa lecture, hanzi gara wavamedza (bradean)
i’m doing that, ndinoterera vakuru (yeah)
pandichaita buck ndovasendera mukuru (money)
ndopedzera vamunoterera ndoremera mabhuru (straight up)
vanomerera ndaswedera, dzoserera mhasuru, yeah (godo)
intelligence dzekujecha (wise)
ndokutengesera huku zai risati ra hatcher (ma streets)
ndongopenda_penda ndobva ndati ka brand new
vroom, vroom (skuuul) kakafa mberi ndezvenyu
muma streets tiri ma hustler (yeah)
uri w_ngu gap ndokupasira (straight up)
kasira
kuisa mari pakanaka, ngwarira (deals)
daira, uchimhanyira unogona kutangirwa (prrr prrr)
kavira, bhora mberi, ndiyo yega yestaira (go, bhora)
ziso kunge fetty wap (yeah)
ngonjo take take w_ngu (godo)
get the guap
zvimwe zvacho maya hatiseki w_ngu
chekutanga
ziva poshto rako woita jacked up
jack daniels
iri pama godo, uchisveta chamba
financially tiri kutandabotso
ukandivhara watotanga botso
this ain’t no game n_gga
watodya nyama ukananzva bhonzo
whether imbeva or wabata gonzo
days ain’t the same n_gga
no retreat, no surrender (no)
i’m stuck to my agenda yeku defender my treasure (amen)
hustling for more ndoita steady paku spender
handisi wema memes handi strive neku trender (hahaha)
ndoda mari inotenga, kuna mwari ndotenda (amen)
ma blessing pamhai, kunamai mosender (mhamha)
momma vari pa grotto, kundisuma kuna yahweh (straight up)
hanzi one day, dai akazopisa muzimbabwe
zvifambe, awane chouviri araramise mhuri (deals)
otenga mota nestand otomisa mudhuri (yeah)
patience pays, and faith is virtue (straight up)
mwari mondiblessa kunge munhu ati “hensu”
bvisai zvimingam’pini zheti robvira se petrol (bvrrr)
suit neka laptop (haaa) ndakora kunge lacto
jeso, komborerai vabereki vangu (amen)
ndovabvurira zondo ndiri pamereki hangu (gochi_gochi)
w_ngu, zvangu ini musoro bhangu (hahaha)
bvisai zvakasviba zviri mumusoro mangu (yeah)
handizive zvandiri kunge kast simenya (straight up)
mughetto ndongombeya
ndongofunga dobenya
rest in peace simba chidewu (rest in peace) plus nevamwe hobho
it’s your boy tidech ndine whiskey pama godo
yeah, we k!lling this sh_t bro (hahaha)
we got this, we got this thing bro (hahaha)

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...