kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tanto wavie – kusvika tachembera كلمات اغاني

Loading...

youngboy with the key
(takavimbisana kugara tose kusvika ini ndachembera)
youngboy with the key

clender,tanto wavie

hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaita seiko baby zvatakapfidzurana
hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaitaseiko baby zvatakapfidzurana

pfungwa dziri kure
ndakusuwa ufunge
moyo w_ngu uri kuujunga ufunge
kubva zvawakaenda paye,hauchandifunge
hauchandifonere,kasi ndakaresva
pane pandakatadza here
rudo ndaikupa zvizere
ndaigarofara ndinewe
ko chii chanetsa baby rangu

hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaitaseiko baby zvatakapfidzurana
hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaitaseiko baby zvatakapfidzurana

wani takavimbisana kugara tose kusvika ini ndachembera
wani takavimbisana kugara tose kusvika iwe wachembera
wani takavimbisana kugara tose kusvika tose tachembera
wani takavimbisana kugara tose kusvika
moyo w_ngu ukutsemuka nepakati moyo w_ngu ukutsemuka aah
vanondibvunza mumwe wako aripi handina chekuvapindura aaah

hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaitaseiko baby zvatakapfidzurana
hauchaitaseiko baby zvatakawirirana
hauchaitaseiko baby zvatakapfidzurana

wani takavimbisana kugara tose kusvika ini ndachembera
wani takavimbisana kugara tose kusvika

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...