kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tanto wavie – jonh vhura ghedhi كلمات اغاني

Loading...

ndarota ndiri mbinga
ahh ini ndanga ndiri mbinga
ende vanhu vese vachindida

ndine mota dzekwa boss genious
ah dzekwa genious
ndichizvida

nyangwe (?) key
munhu wese angone makey
tanto wavie
chibeat chatanto hoooiiiyee
john vhura ghedhi
john vhura ghedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi
john vhuli gedhi
john vhuli gedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi

ndauya nemasushi
ese ane booty
maziblack beauty
vana vane mudhoto
unenge wesvoto
ndauya navo vose
vaunoda vose
nhasi topinda mupfocho
ndiri kuda malager
ndauya ndakacharger
gedhi ukasavhura john tinopapinda neladder
mababie andinawo anoda kufara
ngatitange muzhalo masport atotanga.

john vhura ghedhi
john vhura ghedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi
john vhuli gedhi
john vhuli gedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi

jagwa ndauya ndakazadza mababie(mababie)
unoda lydia here cynthia kana febbie(kana febbie)
ini pangu ndapedza ndakutoda zveprezha
ini pangu ndapedza ndauya ndakakwesha
amaihweee zvangu dedzai roby nabobby deidzai kledha najedza
(?) naagogo totangidza chimoto
saka (?) vape moyo

john vhura ghedhi
john vhura ghedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi
john vhuli gedhi
john vhuli gedhi
ndauya nemababie
uya nemababie
anoda kufara
anoda dhindindi
anoda kufara
anoda dhindindi

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...