kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tafara x don cavelle – sarura wako كلمات اغاني

Loading...

verse: {tafara}
pamusoroi ndimbotorawo mukana…,
ndomboshaina nezvew-ngu musikana…,
w-ngu mutema akarohwa nemushana…,
asi nehutema hwake anowachisa vakawanda…

saka iwe newe kwana, usanditsvaka ndakawana…,
ndovamunoti mambama, hunhu hwakanaka…,
ko kufanana namhamha, ane makomba mumatama…,
chero asiri shoroma, ane twunhu twakakwana…

akandida saka fresh i stay…,
ke rata dilo, ndipei mbigo…,
ndati dudu muduri ndichiteya bhobho…,
mwana wamambo asi ndine zibig igo…

ego, hezvo zvinhu zviya zvatotanga…,
mushonga wake watotanga ndatobatwa…,
ndakushuta mafirimu ndakabata ngoma…,
ndini ndamuvhurira madhiri, akuziva ndine skiri…

jacket rembada, plain tee nemarivho…
andisettera level kunge ambonwa ngomah…,
akazunza maza-kwatira ah…,
akakomborerwa nawo namhamha…

saka miira, eish pakaipa mheni…,
kuita kunge mwana ari pamagetsi…
mira, anoziva maths…,
one plus one t-tori two saka…

hook:
sarura wako! (x2)
kadeya deya…

sarura wako! (x2)
kadeya deya…

w-ngu mutema! {tafara}
kadeya deya…

w-ngu mutsvuku! {victor enlisted}
kadeya deya…

kangu kared bone! {don cavelle}
kadeya deya…

sarura wako!
kadeya deya…

verse: {don cavelle}

dudu muduri, nyanduri vasvika pano…
mazwi anotapira ndakapedzera mazano-zano…
haisi ngano, paivepo matakadya kare kare…
ndazokawana kanotora mare…

padhorobha, kubva mbare kusvika makokoba…
ibatai-batai pakanosvika vachikoromoka…
kane chivakashure chak-mberi…
tsvarakadenga, chiso kunaka kwakuseri…

haaa, zvazvinhu zvazvinhu…
nzungu ndakutomenya kuzviitira chifinhu…
samatenga akanaka andikomborera ka nhai…
kundipa mbabvu yesere inodiwa chero namhai…

saka w-ngu, ukamuzembera tin-burana…
w-ngu, kana matombo ndinokanda…
inhapuramwoyo, mambokadzi werunako…
chinono chinengwe, maniwa ndatove mubako-bako…

haaa, iruva rangu iwe iruva rangu…
nyuchi dzoda k-mora huchi wesvovi yangu…
manje hunotsvedza kunge (derere)…
gore rino rezvidzidzo, hamulume kunge chembere…

yohwe, nhasi tw-ngu twakakwidza…
ndakubaira zanhi usati wapaparika-rika…
ndiye w-ngu, w-ngu wandakasarura…
usamubate ndapota, ndinopisa kunge mbaura, iwe?!!!

hook: [x2]

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...