kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

piniel bayce – kuside kwangu كلمات اغاني

Loading...

step inna di place mandig_ya
step inna di place mandig_ya
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi
asi jah jah ndi jah jah

asi sei zvichiitika kuside kw_ngu
sei zvichingoitika kuside kw_ngu
ndati sei vachingotumira kuside kw_ngu
sei zvichiitika kuside kw_ngu

asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona

verse 1
ende mwari vanoona
kwa vari ndinofona
if we look inside the bible zvavakaita kuna jonah
dai mandipa mission
aiwa ndinotora

dai maita zviite
kuti tisakite

and i feel the pain for my guys vakarasika
and futi everyday i just pray vagowanikwa
vanhu havana help chavanongoita kungotarisa
vanhu havana care
asi kwamuri takahardira

hatingazvipedze
hatingazvipedze jah jah
dai mangouya matikwidza ladder
vamwe vanouya vachidissa father
vamwe vanouya vachipwanya pata
katovaka
vachi cutter luck apa
but mukomana achitryer harder
vachi cutter luck apa
but mukomana acha

asi sei zvichiitika kuside kw_ngu
sei zvichingoitika kuside kw_ngu
ndati sеi vachingotumira kuside kw_ngu
sei zvichiitika kuside kw_ngu

asi mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
mwari vanoona
asi sеi zvichiitika kuside kw_ngu

ndati sei vachingotumira kuside kw_ngu

asi mwari vanoona

mwari vanoona

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...