kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

pimp wacho – behind bars كلمات اغاني

Loading...

[intro]
yeah
i go by the name pimp wacho
and i’m straight outta fiyo
zimbabwe

made in the ghetto
ey yo nyis
yo wiseman
maaan

[verse]
aah
take me back
rise and chicken pazvaingodyiwa pachristmas
tichitamba chikweshe nemaslipers
tozotiza kugeza deeperz
take me back
panda ndisati ndane maworries
ndichichemera mari yeschool fees
ndisati ndakuziva zvemahustles
back
pandanga ndakapfekedzwa manappies
ndichibaiwa nezvipeneti
ndakapfeka hembe yeviscose
back
boiz aya haasi mafunnies
bvunza vanhu veareaz
vanokutipira kuti ireaz
takakura zviri rough
tichiumbirwa mazamhu ana mai
kana usiri tough
waitoonеkwa sehwai
ndakahwinha hondo hobho;
ndiri bhuru rine mavanga
made in thе ghetto
hazvipere bhoo tikatanga
dhewa moyo panyanga
vane mafeelings vari h_rny
vari scared vane magoosebumps
ndiri hustler ane mhoni
sha where i come from
hachishande chidumb dumb
yenyu yekuita kunge makadzungaura masascum
kune vanhu vakavhurika
kunge denga risina makore
easy lifestyle
musafunge haisi nyore
kana uri mug_yi
kudza vakuru pamakore
tikatsamwa tenge tea
mucup yealuminium hatipore
i gat goals like van persie
bow down and call me sire
makuwedzera pace
sorry tsaga inini ndabaya
tiri mazino amarabha
takasiyana negap
ndine mabars an0bhabhura
anopfekedza manappy

history mughetto
musazobvunza abva nepi ?
handina kubva nepi
ndotopfekedza manappy
ndiri high court, ndodzikamisa
ndobvisisa macap
flow rangu rinomwisa mvura
zvekutotsvaga matape
you can’t run this game
mune budget yema slopes
ndine maskiri ekwa kharma
ndovasender k_mashops
handisi mukati me virus
sha handisi musick
the new genesis of zimhiphop
ndiri musiki
moyo yenyu nakai mhani
muri ana nadia
blaz munovengera munhu
kuti adziya
future bright ine macolours
ndini mambo wehondo
sha ndiri mayaz
zvekutotyora mabondo
zimhiphop is not dead
ndimi murikubhohwa mafans
i rock ndiri rocky
ndauya kuzoroka dhanzi
pandotsika panorwadza
ngwarira unotsikwa konzi
one chematadza
k_meso ndin0bvisa ponds
[verse 2]
every ghetto rakandibereka
they got my back
anopihwa sando ndibiggie
take a handshake
high time tichiita;
hi it’s our time
kana kwako uri minister
blaz ndiri prime
tsono pamalines
moyo ndobaya kunge magetsi
rap lifespan
ndiri bonga kunge katsi
k!lling fake rappers
nemaline ndiri hanger
zvimabeats zvinokecha muclub;
ndauya nebanger
ndobatika pachi_town, nepaempire
jamal i gat no limits
handina nguva yefake smile
ndoisa malimits
zimcelebs yakakuudzai;
pay attention for this one
mukavhara maziso now
makupayer for attention muri pamaone
i’m the goat of my generation
ndoheader kunge zidane
i was underground
but when i talk you listen
w_ngu ndiri vhuvhaz;
kupfura lady gaga
handina time yemathreats
i act ndoti ga_ga
ndopinza beat busy
radio ikashaya signal
ndiripa beat busy
phone ndabvisa pasignal
ndakatarisana nebudiriro
team rekuglen view
i’ll buy my mom a house;
ine nice view
mafans achandigadza
kuita murume wemoment
more likes so;
i don’t care about your comment
ghetto full of bars
ndichipacker mumastreets
shake _ shake zviya
zvekushaker mastreets
[verse 3]
ndadzosa rap game;
kunge ndavhura majeri
ndine kastep kereverse
vanema peri havanditeri
ndauya ndine old sound
shona makaveli
ndobatanidza all sounds
ndoruka madhoiri
ndiri mushini webasa
munondikunda nematools
makunyanya kudziirwa
murikuwanza majuzi
nemusic iyoyi
siyabangena kusvika kublues
murikuda fast rapper
kwamutare kuna @chillzmach

[verse 4]
ndiri street kid bhaizi
mumastreets ndiri hustler
usade kuzviedza blaz
ndine matricks, ndokutackler
mumabars menyu
pane akagara paseat pangu
good good kuno
coz ngoma inoti pangu
munoda nyaya hamudi kupfuurwa
but munotamba nepfuti
let me take that crown n_gga
it’s my duty
whatchu talking bout ?
you want beef i got a butcher
whatchu tripping bout ?
ask for lessons i’m a teacher

[outro]
chachisalad

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...