oliver mtukudzi – dzoka uyamwe كلمات اغاني
[verse 1: oliver mtukudzi]
mandiona kusviba mati kuwora
kundiona kusviba mati kuwora imi
vandiona kusviba vati kuwora
kundiona kusviba hunzi kuwora
kw-ngu vakomana mawere kwe
ndoenda kw-ngu varumewe mawere kweyo
kudzoka dande vakomana mawere kweyo
[pre-chorus: oliver mtukudzi]
ndafunga dande
kudzoka dande
ndasuwa dande
kudzoka dande
[chorus: oliver mtukudzi]
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kufunga dande varume ndafunga kwedu
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kudzoka dande varume ndafunga kwedu
[post chorus]
huya zvako gotwe rangu iwe dzoka
zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
huya zvako gotwe rangu iwe dzoka
zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
kukurumura kwandakaita gore riya
pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
kukurumura kwandakaita gore riya
pawakasiyira ndipapo dzoka
[chorus: oliver mtukudzi]
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kufunga dande varume ndafunga kwedu
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kufunga dande varume ndafunga kwedu
[verse 2: oliver mtukudzi]
mandiona kusviba mati kuwora
kundiona kusviba mati kuwora
mandiona kusviba mati kuwora
kundiona kusviba hunzi kuwora
kuwora kwemunhu kuri mumoyo
kusviba kwemunhu kuri mupfungwa
kuwora kwemunhu kuri mumoyo varume
kusviba kwemunhu kuri mupfungwa
[pre-chorus: oliver mtukudzi]
ndafunga dande
kudzoka dande
ndasuwa dande
kudzoka dande
[chorus: oliver mtukudzi]
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kufunga dande varume ndafunga kwedu
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
kudzoka dande varume ndafunga kwedu
[bridge: oliver mtukudzi]
huya zvako gotwe rangu iwe dzoka
ndafunga dande
zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
kufunga dande
kukurumura kwandakaita gore riya
ndafunga dande
pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
kufunga dande
kukurumura kwandakaita
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande varume ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande varume ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
[bridge 2: oliver mtukudzi]
huya zvako gotwe rangu iwe dzoka
ndafunga dande
zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
kudzoka dande
huya zvako gotwe rangu iwe dzoka
ndafunga dande
zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
kudzoka dande
kukurumura kwandakaita gore riya
ndafunga dande
pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
kudzoka dande
kukurumura kwandakaita gore riya dzoka
ndafunga dande
pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande varume ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande varume ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
[outro: oliver mtukudzi]
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzoka
kufunga dande vakomana ndafunga kwedu
dzokai uyamwe
كلمات أغنية عشوائية
- zloglasni gradanin › zloglasni građanin – umjetnost rolovanja كلمات اغاني
- purple headspace › purple headspace – make a good face كلمات اغاني
- bonnie keen › bonnie keen – a gate called beautiful كلمات اغاني
- redreigner › redreigner – futile cause كلمات اغاني
- ben hilly › ben hilly – act i – in the words of charles bukowski كلمات اغاني
- fukkfaace › fukkfaace – it doesn’t take much (skit) كلمات اغاني
- laz1 › laz1 – ไม่ตอบเลยน้า (what’s the matter?) كلمات اغاني
- inner urge › inner urge – relentless quest كلمات اغاني
- piloto de tormentas › piloto de tormentas – quien nos libre كلمات اغاني
- samat › samat – fais pas le fou كلمات اغاني