kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ngonie kambarami – bvuma كلمات اغاني

Loading...

terera aya terera
uri ruva rangu mwana akanakisa
chimiro chako chinonwisa mvura

kubata kudai kunge pondo shanu
uri chimwe changu iwewe mwanasikana
ungadai wabvuma kugara uneni
nokuti rudo pano ndoparizere

bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe, uve w_ngu
bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w_ngu

pose paunopfuura ndinogarokutarisa
ipo maziso edu an0bva asangana
iwe nyemwerero un0bva watondipa
moyo w_ngu mudiwa un0bva w_ngodekara
nokuti ndinoziva mudiwa
kuti iwe wakasikirwa ini, ini ndokusikirwa iwe
saka ngatigarisane ye

bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe uve w_ngu
bvuma, bvuma kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w_ngu

ukabvuma kugara uneni
ndichakupa zvose zvaunoshuvira mwanasikana
ndinokuratidza iwe rudo rwakanyanya
rwausingambofi wapihwa nemumwe
chenai bvuma, kugara uneni

bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni)
bvuma, bvuma iwe, uve w_ngu
bvuma, bvuma, kugara uneni
bvuma, bvuma iwe, uve w_ngu

haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya wo
haya, haya, haya, haya woo

bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni, ye)
bvuma, bvuma iwe (woo) uve w_ngu (terera iwe)
bvuma, bvuma, kugara uneni
bvuma, bvuma iwe (terera) uve w_ngu

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...