kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndi kacee – horai madhora, pt. 2 كلمات اغاني

Loading...

horai madhora, pt. 2

[intro: ndi kacee]
horai, horai
madhora chimhamha
horai, horai
madhora chimhamha
horai, horai
madhora chimhamha
horai, horai
madhora chimhamha

[verse 1: ndi kacee]
imi miss sleek makakora
ndichatokutemerai nyora
honai ndongobheja ndobheja mazuva ose, kuti muh0r- madhora
ndimi munodiwa nana chief
vaya vaya vema mini-brief
mukandiona haikona kukwata kwata ini handitsotse bhinzi

[pre-chorus 1: ndi kacee]
ndichakutengerai bvudzi rekwasharry (sharry, sharry)
muri veshampompo hamusi vendari (ndari, ndari)

[chorus: ndi kacee]
pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror
kakati khule makapenga ndakati aihwa amai makakora
icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora
mohora
horai madhora chimhamha
horai madhora

[verse 2: ndi kacee]
ndini ndega one mufesi anokukandirai yuhwesi
kana marands mopukutisa kuface, mapounds ari mupurse
ndini ndega one mufesi anokukandirai yuhwesi
kana marands mopukutisa kuface, mapounds ari mupurse

[pre-chorus 2: ndi kacee]
ndaona makuita kakutambirira
ndaona makuita kakunyarira
ndabva ndatoziva kuti tirarira
chatova chipart 2 ichi ndini ndapinda

[chorus: ndi kacee]
pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror
kakati khule makapenga ndakati aihwa amai makakora
icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora
mohora
horai madhora chimhamha
horai madhora

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...