ndi kacee – horai madhora كلمات اغاني
[intro]
guide-made-the-bang-bang
[verse 1]
imi ambuya mandinaka (imi mandinaka)
makaumbwa zvakanaka (makaumbwa zvakanaka)
ndanakirwaaa pama zhinyirira imi muchibuditsa kasaka (muchibuditsa kasaka)
mune zimbo sauce yakazara (sauce yakazara)
handidi mufambire mutara (musafambira mutara)
muri vekubhururuka muchadenga denga musafambira mutara (musafambira tara)
ndaona makuita kakutambirira
ndaona makuita kakunyarira
ndabva ndatoziva kuti tirarira
chatova chipart 2 ichi inini ndini ndapinda
[chorus]
pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror
kakati khule makapenga ndakati aihwa amai makakora
icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora
mohora
horai madhora chimhamha
horai madhora
[verse 2]
ndakabva ndati perekete (perekete)
zunzai mapendekete
hapadi vane nyama nhete
sweet loving chete chete (chete chete)
kete, pakete kete
kuden kwedu ngatiende yeheee
ndichakutengerai mhetee
ndichakutengerai mascara
vamwe vese vatete
pamuri mwari mhodzi vakadyara
mhodzi vakadyara muripo ndongofara
vanovenga, vasawanzwa nyaya
mhodzi vakadyara muripo ndongofara
vachidira jecha zvedu zvongofaya
[chorus]
pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror
kakati khule makapenga ndakati aihwa amai makakora
icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora
mohora
horai madhora chimhamha
horai madhora
[verse 3]
imi ambuya mandinaka (imi mandinaka)
makaumbwa zvakanaka (makaumbwa zvakanaka)
ndanakirwaaa pama zhinyirira imi muchibuditsa kasaka (muchibuditsa kasaka)
mune zimbo sauce yakazara (sauce yakazara)
handidi mufambire mutara (musafambira mutara)
muri vekubhururuka muchadenga denga musafambira mutara (musafambira tara)
ndaona makuita kakutambirira
ndaona makuita kakunyarira
ndabva ndatoziva kuti tirarira
chatova chipart 2 ichi inini ndini ndapinda
[outro]
horai, horai, horai
horai, horai, horai
mari yese!
horai, horai, horai
horai, horai, horai
madhora ese!
horai, horai, horai
horai, horai, horai
mari yese!
horai, horai, horai
horai, horai, horai
كلمات أغنية عشوائية
- bab el beat › bab el beat – bab el beat “intro” كلمات اغاني
- waterparks › waterparks – american graffiti كلمات اغاني
- effigy of madness › effigy of madness – effigy of madness كلمات اغاني
- ina wroldsen › ina wroldsen – lionheart (demo) كلمات اغاني
- chase da youngin › chase da youngin – no idea كلمات اغاني
- kungs › kungs – never going home كلمات اغاني
- сьюзи ли suzy lee › сьюзи ли (suzy lee) – новое дворянство (new nobility) كلمات اغاني
- m1ke lori › m1ke lori – gif كلمات اغاني
- amatory › [amatory] – чувства (feelings) كلمات اغاني
- pomakshosse › pomakshosse – рок-н-ролл كلمات اغاني