kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndi kacee – effortless كلمات اغاني

Loading...

[intro]
it’s nation​​

[intro verse]
w-ngu
ngavaite yavada
kana kusasa rubber
plus futi tisu tine data yeah
havambotibata
ngavaite yavada
kana kusasa rubber
plus futi tisu tine data yeah

[chorus]
effortlessly
effortlessly
effortlessly
effortlessly
effortlessly

[verse 1]
(uh 3 quarter eh)
ndichiliver yangu
ha-han-handiterere
vanoda kundibhaizira zvinhu zvangu
(pacorner apo eh)
chilling nemaface angu
hat-terere
vanoda kutibhaizira zvinhu zvedu
pandomuka ndonyora nziyo
ndotenda mwari akandipa chipo
mundofarira kana ndiripo
mosasa rubber kana ndisipo
uh yeah-yah
tiri kuvasprayer doooom, mainsects
vavengi vese budai muroom, maboss chete
yah yah
futi futi handise effort
i’m on my chill spot ngoma depotii
ndini wacho ane remote
ndinokutune-ai tune-ai nemarecords
ndonyora number nemaseconds
brain dzakazara mamelody
munhu wese akuterera number vak!lle pasinawo effort

[chorus]
effortlessly
(oh whoa whoa)
(oh whoa whoa)
effortlessly
(oh whoa whoa)
(oh whoa whoa)
effortlessly
(oh whoa whoa)
(oh whoa whoa)
effortlessly
(oh whoa whoa)
(oh whoa whoa)
effortlessly

[verse 2]
mastreets akaimba hosanna
hallelujah giroriya
vanhu vese vongobender msana
chikule pachorira
ingori eyi yeah e-yeaaaah kuchema
mariro chete
eyi yeah e-yeeaaaaaah mahateeeer
munokwara chete
ayy
futi futi handise effort
i’m on my chill spot ngoma depotii
ayy
ndini wacho ane remote
ndinokutune-ai tune-ai nemarecords
ndonyora number nemaseconds
brain dzakazara mamelody
munhu wese akuterera number vak!lle pasinawo effoooortii

[chorus]
effortlessly
effortlessly
effortlessly
effortlessly
effortlessly

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...