kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

maskiri – mombe كلمات اغاني

Loading...

[chorus: astraal vee]
mari yangu ne mbatya dzandakatenga mwari akukomborere
nguva yangu ma friends akundiseka mwari akukomborere
dai ndakaziva ndaka saver mari yacho ndakatenga mombe mwari akukomborere
dai ndakaziva haitungamire mari yacho ndakaipa bofu mwari akukomborere

[verse 1: maskiri]
hanzi tine power hanzi guy,varume vaakuita kunge vari pa krawa vaakushandirwa nemadzimai ,achi crosser boarder south africa china ne dubai
murume achinzi ane yese haachanwa masese achifambirwa ne vakadzi vanonwa doro kunge brai
hama dzake dzakambozama pamwe chete nema friends ake
asi unenge uchitoita kunge uri kuudza grade1 nyaya dzana tsuro na gudo
zvinonzi hapana chaunoudza munhu ari murudo
anenge achitoronga mugare muri mu road yekuenda ku vicfalls kunge makudo,rudo ndarutadza kungebiatta akati lutto
mukomana anenge achinzi ane staera muskana achiperera haazonyatsooneka kuti mu original kana fake kunge ma earring ,ukada k-muudza kuti mukomana wako ari kuita cheating anotanga kuvava kunge ma zinger wing otanga kutyisa kunge wadeedzwa na boss ku meeting
paunozoziva ane mweya asi anoramba achingopomba ndipo paunozoona ari kukushandisa kuti aite mari kunge kuromba asi k-mba kwenyu kunoziikanwa munhu one chete kunge mu(band) third generation

[chorus: astraal vee]
mari yangu ne mbatya dzandakatenga mwari akukomborere
nguva yangu ma friends akundiseka mwari akukomborere
dai ndakaziva ndaka saver mari yacho ndakatenga mombe mwari akukomborere
dai ndakaziva haitungamire mari yacho ndakaipa bofu mwari akukomborere

[verse 2: maskiri]
vakadzi vabatei zvakanaka haikona kuita moyo wekwa tshabalala,paaimbotenga chingwa inga wani waimuti ano spaka,akaita ugo driver nhasi waakugona ku parka
varume ngatisiyanei ne tsika yekutora advantage nekuti unoziva hapana kwaanoenda kunge shiri iri mu cage,wotanga kuwanza ndingamudii iye ane musoro unenge cabbage
ukamuti jamba anopfuura ma zcc
waa kuona vakatsvuka kunge hembe dze mdc.dai iri hanzvadzi yako irikunzwaro wainzwa sei
nekuti waakuwandirwa kunge ptk
murume anorova mukadzi kutaura feya haana kukwana,hazvina k-mbosiyana nemunhu anochovha bhaskoro revana,tikamupa mukomana vanotyanana
inini ndotoda varume kunge banana
sa bounty lisa unoramba varume saka hapana hapana haachadzoka k-mba aakudhura kunge ka shop kepa filling station
asi k-mba kwenyu kunoziikanwa munhu 1 chete kunge mu third generation

[chorus: astraal vee]
mari yangu ne mbatya dzandakatenga mwari akukomborere
nguva yangu ma friends akundiseka mwari akukomborere
dai ndakaziva ndaka saver mari yacho ndakatenga mombe mwari akukomborere
dai ndakaziva haitungamire mari yacho ndakaipa bofu mwari akukomborere

[verse 3: maskiri]
vakadzi vakakuitira chinhu anozoda ku controller kunge akasika munhu,anoda kuzivisisa kuti uri kuiteyi nani achikurambidza kuenda k-mwe kunhu , haatoda uende mutown ufambe wega muma first kunge mabhunu,apo ndiye anenge akakunyenga nekuti anoda zvinhu otanga kutaurisa hanzi uyu ndakamuda asina kana spoon
manji inini ukanditengera chinhu inzwa chinenge chaa changu kwete zvako zvekuti tanetsana woti ma key angu mota yangu waakutanga kuudza nyika yese kuti ndiwe waibhadhara ma bills
ko
inini ndakamboudza ani pandakatanga kukuona,kupfeka usati waakugona uchiri ku spreya bervely hills
uchiine bvudzi rako remashuwa usati watsvuka nema pills
uchiri kupfeka ka dress ke mbada kepa eriza usati waakupfeka ma high hills
wotanga kundiimbira tuma song hanzi maisafanira kundirega ndichiperera paari iyedherira kuna samson ehhh
maifanira kundipeputsa kuti ndione bla bla bla kuna samson ehh

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...