kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

malcom mufunde & yaaduniverse – kuchitown كلمات اغاني

Loading...

intro: dj mace
that was malcom mufunde nastiiv_ vapfanha vepachitungwiza apo, kwaseke, coming
through with blown rubber_ unozodeiko, mwana wamai? chitown, muri sei? hanzi
nababa f_dg_ ndiridzireiwo kuchitown! kasong keweekend ka, waiketa? ukuita sei!

verse 1: malcom mufunde
ah
tisu boys re top soccer; wakutamba nezvivharo
mupyramid scheme, tokushaisa mufaro
disco lights grind, madhiri an0bakabaka
i express zviri pamoyo; utakataka
ndini mambo ende hapana ane nharo
throne yangu i electric chair; ndinofira pachigaro
ndofamba ndichirira coz ndopfeka bhero
ndoita chimero; sekustana napokello
ndodhakwa nezvinovava, handidi zviri yummy yummy
ndotoda zambezi kunge nyaminyami
so kutonaz takacharger
nemabhebhi tumatsono twekuti mbudzi twunochargеr
ndiri moto; vapfanha, musatamba neni
ndokupfekedzai marata kungе fireman
handichaterere zvanick, ndakutsvaga ramangwana rakanaka
ndichimhanya muzviround seraka_raka

hook: malcom mufunde & tinaye
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies
verse 2: malcom mufunde
netwumabhebhi twunorova doro
zvonakidza kuona kanjiva kakabata gondo
kanoti kabva pabhodhoro
tokabatira kugomba kunge chivharo chekodo
boys rangu maj_panese, rokudyirai masushi
and tokurova ukada kutsiva samanyuchi
sejordan sign, mbhebhi wako anovhura deya
manje ndoita saronaldinho pafeya
handisi bodybuilder but ndokusimudzira simbi
ndopisa manice kunge mota yaginimbi
hahaha, saka usazoshupika
or kuita godo sababa shupi ka
these silly rappers got girls vanodhakwa mumabar
apa ivavo vakadhakwa pamabar
tozokunzwirai tsitsi masiiwa and you strive
bhebhi wako akupa bhutsu and akupfekedza size

hook: malcom mufunde & tinaye
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies
verse 3: malcom mufunde
tichimingler nehobho njani
togona kungokubatira simbi sebhobhojani
toposta pabook nemamodels
maposts acho toona malaika semamodels
we’re royalty, tine macastle inside
ndina queen w_ngu paside vakabata king size
kunge station yana patience musa
uchazongoona ndati zii mandiwanzira super

hook: malcom mufunde & tinaye
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
and you, ladies, you ladies
got this rum and gin and you, ladies
you ladies
kuchitown kuzengeza
tiri pagomba takaleza nemagen’a
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies
got this rum and gin and you, ladies
you, ladies

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...