kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

malcom mufunde & yaaduniverse – huyai كلمات اغاني

Loading...

intro: tinaye
huyai kuno
huyai kuno

verse 1: malcom mufunde
i miss my diasporan zimbos
vane ma passport ane ma stamps kunge zimpost
vaiva nema big goals pavakapedza digoz
sichaz ikavagezera vakapedzwa sesipo
education yakashaya order
even maday scholar akajamba maborder
vaiva paground k_mativi mana ezimbabwe
till they realized solution iair zimbabwe

hook: tinaye
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno

post_chorus: tinaye
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
verse 2: malcom mufunde
they never checked our cvs
we had as and bs, takazoenda overseas
panga pakupisa so takabaya kuchando
when the only other options were drugs and zimdancehall
vamwe vakuita zvemaship sevafudzi
takatiza macala kuti tidzidze zverimwe rudzi
home is where the heart is, you know
even vana jonathan, moyo yavo iri kuno
kune vakarova pandaz vamhanyiswa neporis
vasvika kulondon, vakamhanyiswa naboris
some crossed limpopo kuti vaite mavendor
then xenophobia ikati havasi mavenda
kune vakaenda kunodzidzira kucyprus
covid yauya, vakanzi you bringing the virus
even in western countries, there really ain’t no union
but hanzi batanidza, usende newestern union

hook: tinaye
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno

post_chorus: tinaye
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
verse 3: malcom mufunde
tasuwa k_musha
anamai takasiya vakasuwa k_musha
kuchinhuwa, kwaiputika masewer k_musha
no justice, hapana watosuer k_musha
even callisto pasuwa k_musha
akatiza, some chances pass you wak_musha
kuoxford and harvard mazimbo azara, zviri nani pane kuswera pamsu wak_musha

hook: tinaye
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno
huya, huya, huya, huyai, huyai kuno

post_chorus: tinaye
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; dzoka uyamwe, mwanangu

outro:
dzoka uyamwe; huyai kuno; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; huyai kuno; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; huyai kuno; dzoka uyamwe, mwanangu
dzoka uyamwe; huyai kuno; dzoka uyamwe, mwanangu
huyai kuno

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...