kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – zuva randakadana newe كلمات اغاني

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
handina pfungwa dzekusiyana newe mudiwa
kana ndorangarira
zuva rinoshamisa, zuva rakaropafadzwa
zuva randakadana newe
apo taitaura tichironga
maererano nerudo rwedu
apo ndaibvuma zvese zvawaida
kundivaka kana kundiputsa
handina pfungwa dzekusiyana newe mudiwa
kana ndorangarira
zuva rinoshamisa, zuva rakaropafadzwa
zuva randakadana newe
apo taitaura tichironga
maererano nerudo rwedu
apo ndaibvuma zvese zvawaida
kundivaka kana kundiputsa

[verse 2: leonard dembo]
mukati memapako usapinde_pinde
ungatorwa nezvisingazive rudo

[chorus: leonard dembo]
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndatambura
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndanetseka
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndatambura
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndanetsеka
mukati memapako usapinde_pinde
ungatorwa nеzvisingazive rudo
kana pane rukato usapinde_pinde
ungatorwa nezvisingazive rudo
hameno zvako ukapusa
[outro: leonard dembo]
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndatambura
uri mumwe w_ngu iwewe
ndakakuwana ndanetseka
mukati memapako usapinde_pinde
ungatorwa nezvisingazive rudo
kana pane rukato usapinde_pinde
ungatorwa nezvisingazive rudo

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...