kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – varaidzo كلمات اغاني

Loading...

[chorus]
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w_nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)

[chorus]
hoo, dhiya w_ngu varaidzo ndinyaradzewo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w_nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w_ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[verse 1]
ehuhuwe nyarara mwananguwe
mwana wochema nyarara mwananguwe
wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe
vakaenda hurumatendera nyarara mwananguwe
hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe
banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe
nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe
yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe
ehuhuwe nyarara mwananguwe

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...