kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – seiko كلمات اغاني

Loading...

[verse 1]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?

[verse 2]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndarama
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndaramba
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
[verse 3]
enda zvako mudiwa w_ngu handichakuda
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
zvako iwe mudiwa w_ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w_ngu ndezvemahumbwe
zvako iwe mudiwa w_ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w_ngu ndezvemahumbwe
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w_ngu hauchandida

[outro]
asi iwe mudiwa uri mayazi

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...