kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – ngavakudziwe كلمات اغاني

Loading...

[verse 1]
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
mwana wenyu vamudyapfumawe
runako rwake chibayamoyo w_ngu
mwana wenyu vamudyapfumawe
runako rwake chibayamoyo w_ngu
mwana wenyu vanyakuzvarawe
hembe yake chikwenyamoyo w_ngu
mwana wenyu vanyakuzvarawe
hembe yake chikwenyamoyo w_ngu
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama

[verse 2]
mwana wenyu vamudyapfumawe
runako rwake chibayamoyo w_ngu
mwana wenyu vanyakuzvarawe
hembe yake chikwenyamoyo w_ngu
mwana wamambo murandak_mwe
chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
[verse 3]
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)

[verse 4]
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...