kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – ndinotenda midzimu yangu كلمات اغاني

Loading...

[chorus: leonard dembo]
chifarai veruvengo nemwana uya muchato wedu wakazogurika

baba namai ndine hurombo nemwana uya muchato wedu wakazopera

zvakambondinetsawo nguva yaakandisiya
zvakambondinetsawo nguva yaakandisiya

[verse 1: leonard dembo]
zvino ndave neanondidawo anoda hupenyu hw_ngu

zvino ndave neanondidawo anonditova mavanga

ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu
ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu

[chorus: leonard dembo]
chifarai veruvengo nemwana uya muchato wedu wakazogurika
baba namai ndine hurombo nemwana uya muchato wedo wakazopera
zvakambondinеtsawo nguva yaakandisiya
zvino ndave neanondidawo anoda hupenyu hw_ngu
zvino ndavе neanondidawo anonditova mavanga
ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...