kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – edhina كلمات اغاني

Loading...

[chorus: leonard dembo]
vakuru vangu vakakura vakagarika
neniwo ndinongochemera rugare, asi ndinoshaya
vakuru vangu vakakura vakagarika
neniwo ndinongochemera rugare, asi ndinoshaya
vakuru vedu vaivhima vachibata
isu hatichakwanisa kubatsirana nokuti tinoshaya
vakuru vedu vaivhima vachibata
isu hatichakwanisa kubatsirana nokuti tinoshaya
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemhosva yehurombo
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemhosva yehurombo
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemupfungwa nemhosva yehurombo
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemupfungwa nemhosva yekushaya
izuva rudziiko risina rudzi
inga mwedzi une tuzukuru
izuva rudziiko risina rudzi
inga mwedzi une tuzukuru

[break: leonard dembo]
dai tese takwanisa kushandawo pasina ruvengo
mwana w_ngu edhina akashandawo neniwo ndinodya ndichiguta
[chorus: leonard dembo]
vakuru vangu vakakura vakagarika
neniwo ndinongochemera rugare asi ndinoshaya
vakuru vedu vaivhima vachibata
isu hatichakwanisa kubatsirana nokuti tinoshaya
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemhosva yehurombo
ruvengo rwawanda mumaziso edu
nemupfungwa nemhosva yekushaya

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...