kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – chiri mberi mutoro wamambo كلمات اغاني

Loading...

[pre_chorus: leonard dembo]
shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe
shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa shuwa
shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe
shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo shuwa

[chorus: leonard dembo]
wakataura wega kuti tichauya toenda
tonoona mudiwa w_ngu asi wakakona
wakataura wega kuti tichauya toenda
tonoona mudiwa w_ngu asi wakakona
wakataura wega kuti tichauya toenda
wakanga watumwa naniko shamwari yekunyepa?

[pre_chorus: leonard dembo]
shamwari yemwoyo apa wazondivhiringawo iwewe
shamwari yemwoyo apa wazondigumbura shuwa
shamwari yemwoyo apa wazondikanganisa iwewe
shamwari yemwoyo apa wazondigumbura iwewe

[chorus: leonard dembo]
wakataura wega kuti tichauya toenda
tonoona mudiwa w_ngu asi wakakona
wakataura wega kuti tichauya toenda
tonoona mudiwa w_ngu asi wakakona
wakataura wega kuti tichauya toenda
wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa
wakataura wega kuti tichauya toenda
wakanga watumwa naniko shamwari yokunyepa
[outro: leonard dembo]
chako ndechawadya hama yangu iwe
chiri mberi mutoro wamambo
chako ndechawadya hama yangu iwe
chiri mberi mutoro wamambo
vimba nеchawadya hama yangu iwe
chiri mberi mutoro wamambo

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...