kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo – chiiko chinokunetsa كلمات اغاني

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana paine zvanetsa
ini ndirikure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana paine zvanetsa
ini ndirikure
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana painе zvanetsa
ini ndirikure

[verse 2: leonard dembo]
ini herе mudiwa w_ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndinyorere
ini here mudiwa w_ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndifonere
chokwadi mudiwa w_ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndinyorere

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...