kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

killer t – rovai makuva كلمات اغاني

Loading...

[intro: k!ller t]
(woye, woye) hot property
natsochecka masettings, marunnings
aya t

[pre_chorus]
pamusoroi vakuru woye
ndauya ndine nyaya yandiinayo
asi dzimwe nguva ndongochema
ndashaya kana badza rekurima
zvikanzi mhaka munoiziva
ende zvinodiwa munozviziva
endai munoti ndiri kuuya
endai munoungana mugare pasi
chembere dzekwedu ndidzo dzinoziva
kubika doro nechivanhu chacho
zvikanzi vakafa vanoona
nekuti kune zvinhu zvinoyera

[chorus]
vakanditi rovai makuva vanangu muyambuke vanangu we
dzosai mudzimu mumusha menyu ikutarireiwo vanangu we
dirai doro pasi murarame vanangu we
yeukai k_mashure kwamakabvawo vanangu we

[verse 1]
vakati itouyai nevakuru venyu
ndivo vanochiziva chivanhu chenyu
enda unovatsvaga vachiri vapenyu
ndivo vanotungamira munzira dzenyu
ndakavati nditumei shoko ndosvitsa
ende mudzimu yako inokutarisa
zvese zvamandituma inini ndoita
kuti vanditungamire kwandinoenda
asi inini vakanditi panodiwa mombe
ende vana sekuru vanoda mukombe
iyi uriwega haungaigone
endai munoungana mutione
[chorus]
vakanditi rovai makuva vanangu muyambuke vanangu we
dzosai mudzimu mumusha ikutarireiwo vanangu we
dirai doro pasi murarame vanangu we
yeukai k_mashure kwamakabvawo vanangu we

[pre_chorus]
pamusoroi vakuru woye
ndauya ndine nyaya yandiinayo
asi dzimwe nguva ndongochema
ndashaya kana badza rekurima
zvikanzi mhaka munoiziva
ende zvinodiwa munozviziva
endai munoti ndiri kuuya
endai munoungana mugare pasi
chembere dzekwedu ndidzo dzinoziva
kubika doro nechivanhu chacho
zvikanzi vakafa vanoona
nekuti kune zvinhu zvinoyera

[chorus]
vakanditi rovai makuva vanangu muyambuke vanangu we
dzosai mudzimu mumusha menyu ikutarireiwo vanangu we
dirai doro pasi murarame vanangu we
yeukai k_mashure kwamakabvawo vanangu we
[verse 2]
vakati itouyai nevakuru venyu
ndivo vanochiziva chivanhu chenyu
enda unovatsvaga vachiri vapenyu
ndivo vanotungamira munzira dzenyu
ndakavati nditumei shoko ndosvitsa
ende mudzimu yako inokutarisa
zvese zvamandituma inini ndoita
kuti vanditungamire kwandinoenda
asi inini vakanditi panodiwa mombe
ende vana sekuru vanoda mukombe
iyi uriwega haungaigone
endai munoungana mutione

[chorus]
vakanditi rovai makuva vanangu muyambuke vanangu we
dzosai mudzimu mumusha ikutarireiwo vanangu we
dirai doro pasi murarame vanangu we
yeukai k_mashure kwamakabvawo vanangu we

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...