kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

killer t – pavale كلمات اغاني

Loading...

[intro: k!ller t & aya t]
hot property music, ha k_ma lighters
k!ller t (hee po, po, po, po, po, po)
ha inzwa unzwe

[verse 1]
maruva haadyiwe babe
saka iwe handei
ko zvenhema zvabvepi
iwe mhamha ini daddy

[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale

[verse 2]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok_mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera

[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengеra maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavalе
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
oh, shoko reruda riya_riya randimhanyisa pfungwa
ndoda uzive chete zvandaironga
zvese zvauchataura mudiwa w_ngu inini ndanzwa
usadzoka k_mashure kuye kwatakabva
kunyangwe ndisipo mudiwa w_ngu usaita musikanzwa
ndinoda unditumbure kana ndatsika minzwa
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale

[pre_chorus]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok_mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera

[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...