kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

killer t – ndamuda كلمات اغاني

Loading...

hot property!
ahaaa ahaaaaaa
tamuka!

ndakamuona ari ega achizvifambira
ndikati nguva newe kah ndinok-mbira
hameno kana paine pandokuzivira
ndikati musikana dai wandidaira
zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira
munenge mune ruchiva ndorino kufurirai
ndikati zvamandipa ndinongotambira
ndikati uyu mukana ndotoushandisa
ndikati mhamha vangu ndotovazivisa
asi vakanozviramba

kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndiro runondituma
ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndiro runondituma
achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira
achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira
achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura
mbabvu mudiwa w-ngu ndomubereka ahhhh

ndaida auye k-mba muroora wenyu ndinoda mundinzwewo aha
vakanditi hazvigone uchiri mwana hauzvikwanisewoo aha
chinonzi regera ndochiri mumaoko
kunyangwe mukanditakudza tsvinga remashoko
ringave pfumo rerudo ririmo mumoyo
parichabhebha moto muchanzi hokoyo

kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndirwo runondituma
ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndiro runondituma
achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira
achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira
achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura
mbabvu mudiwa w-ngu ndomubereka ahaaa

ndakamuona ari ega achizvifambira
ndikati nguva newe kaah ndinok-mbira
hameno kana paine pandokuzivira
ndikati musikana dai wandidaira
zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira
munenge mune ruchiva ndorinokufurirai
ndikati zvamandipa ndinongotambira
ndikati uyu mukana ndotoushandisa
ndikati mhamha vangu ndotovazivisa
asi vakanozviramba

kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndiro runondituma
ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze
rudo ndiro runondituma
achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira
achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira
achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura
mbabvu mudiwa w-ngu ndomubereka ahaaa
achida ndimutambire mbabvu mudiwa w-ngu ndomubereka ahhhaaaa
achida ndimutakure mbabvu mudiwa w-ngu mdomubereka ahaaaa

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...