kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

killer t – kukosha kwechikorobho كلمات اغاني

Loading...

[intro: k!ller t, bodyslam records & ptk music]
bodyslam records
hot property
ptk
nyatso checka ma settings, ma runnings (izvi zviri right)

[verse 1]
mwanangu we ita unditeerere usaita sedzakambotamba nepwere
hauna kungwara usazvinyepere
kana zvikazooma usandicheme

[chorus]
uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva
kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva

[verse 2]
mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa
unongopindura kana wabvunzwa
wotomubatisisa anotumbura munzwa
akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa
muromo wevakuru hauwire pasi
hakuna munhu asina basa kubvira nhasi
usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe
nekuti mangwana haasi nhasi
[chorus]
uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva
kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva

[verse 3]
idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara
unofanira kudyawo zvaunenge wadyara
kwete kuda kuguta asi wakagara
upenyu hauuye wakagara
pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah
ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah
uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura

[chorus]
uchazoona kukosha kwezvandaireva
kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva
[pre_chorus]
mwanangu pangu ndakashanda kare, inzwa
unongopindura kana wabvunzwa
wotomubatisisa anotumbura munzwa
akazoonekwa nembonje ndambakuudzwa
muromo wevakuru hauwire pasi
hakuna munhu asina basa kubvira nhasi
usava nemunhu waunozotarisira pasi iwe
nekuti mangwana haasi nhasi

[chorus]
uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva
kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva

[verse 4]
idzo nungo dzinouraya vatenzi nenzara
unofanira kudyawo zvaunenge wadyara
kwete kuda kuguta asi wakagara
upenyu hwakanaka hauuye wakagara
pauchatsvaga pane bako unenge wanaiwa, ah
ipapo uchanditsvaga asi uchandishaiwa ah
[chorus]
uchazoona kukosha kwechikorobho warasa mvura
hauteerere kana ndichikutsiura
mukana inguva uyu unopfuura
uchazoona kukosha kwezvandaireva
kukosha kwechikorobho warasa mvura

[outro]
hauteerere kana ndichikutsiura
uchazoona kukosha kwezvandaireva

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...