kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – wandibhowa كلمات اغاني

Loading...

[intro]
dakari, let the beat play

[verse 1]
w_nga wakamira naaniko pagate apo?
wandibhowa, wandibhowa
ka_skirt kapfupi_pfupi ke skotch kawakakiya
kandibhowa, wandibhowa

[verse 1]
hana yorova kusvika mangwana
ura hwomona ndakanyarara
zvinoreva kuti wandibhowa
wandibhowa
wandibhowa
wandibhowa

[verse 2: shasha]
who cares?
i don’t wanna stress, yeah
i don’t want pressure
i don’t wanna be your goodbye
you think i’m lyin’ every time
when i’m honest, your mission’s
to pick a fight, you’re all i want
in my life is to see you
[hook]
hana yorova, kusvika mangwana
ura hwomona, ndakanyarara
zvinoreva kuti wandibhowa
wandibhowa
wandibhowa
wandibhowa

[verse 3]
ndikaenda newe zvinoita here? (wandibhowa)
ndikagara newe zvinoita here? (wandibhowa)
ndikaenda newe un0bvuma here? (wandibhowa)
ndikagara newe zvinoita here? (wandibhowa)

shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
ndikaenda newе un0bvuma here?
shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa)
ndikaеnda newe un0bvuma here? (wandibhowa)

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...