kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – tauchira كلمات اغاني

Loading...

sendekera, sendekera muzukuru
changamire vati kune chigutiro
simudza, ah iwe simudza
pauchangoti kedega
iwe takarasima nekidiga
tichaona wazongoti pidigu
aiwa wadhakwa

hwee mhondoro yekwedu vasikana
irimo musango rinoyera
inoringa musha wayo
hwee mhondoro yekwedu vakomana
irimo musango rinoyera
inoringa musha wayo

tiise manja ipapo

wazvinzwa nani?
kuchembera huroyi
wazvinzwa nani? (huroyi)
wazvinzwa nani?
kuti ndini munyengeri
wazvinzwa nani?
saka ndiwe munyengeri (tauchira)
sendekera muzukuru (tauchira)
wambeya_mbeya (tauchira)
dambura musungo (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
sendekera muzukuru (tauchira)
wambeya_mbeya (tauchira)
dambura musungo (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
tsananguro tak_mbira, tauchira
kana doro tabikira, tauchira
wambeya_mbeya (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
tsananguro tak_mbira, tauchira
kana doro tabikira, tauchira
wambeya_mbeya (tauchira)
wazeya_zeya
honde, vanoreva dimikira honde
vanoridza chikwee… haya (haya), haya (haya)
honde, vanoreva dimikira honde
vanoridza chikwee… hayawa (haya), haya (haya)
honde, vanoreva dimikira honde
vanoridza chikwee… hayawa, hayawa
ndiani anga vhumbamire pwere, vamwe havabvume
kunze kune mhute (haa haa)
ndiani anga vhumbamire pwere, vamwe havabvume
kunze kune mhute (haa haa haa)

wazvinzwa nani?
kuchembera huroyi
wazvinzwa nani? (huroyi)
wazvinzwa nani?
kuti ndini munyengeri
wazvinzwa nani?
saka ndiwe munyengeri (tauchira)
sendekera muzukuru (tauchira)
wambeya_mbeya (tauchira)
dambura musungo (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
sendekera muzukuru (tauchira)
wambeya_mbeya (tauchira)
dambura musungo (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
tsananguro tak_mbira, tauchira
kana doro tabikira, tauchira
wambeya_mbeya (tauchira)
wazeya_zeya (tauchira)
tsananguro tak_mbira, tauchira
kana doro tabikira, tauchira
wambeya_mbeya (tauchira)
wazeya_zeya
hiya hoo ah hoo ah hoo ah haa (haiya hoo haa) (haa)
hiya hoo ah hoo ah hoo ah haa (haiya hoo haa) (haa haa)
hiya hoo ah hoo ah hoo ah haa (haiya hoo haa) (haa)
hiya hoo ah hoo ah hoo ah haa (haiya hoo haa) (haa haa)
hiya hoo ah hoo ah hoo ah haa (haiya hoo haa)… (tsvaaa)

ndiani anga vhumbamire pwere, vamwe havabvume
kunze kune mhute (tsvaaa)
ndiani anga vhumbamire pwere, vamwe havabvume
kunze kune mhute

hona zenze kutamba k_mira ndinenge ndagona vakomana
woyere woyere (iyere), woyere woyere (iyere)
wandinzwa ndichiimba chigutiro igorokoto vasikanawe

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...