kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – pikiniki كلمات اغاني

Loading...

[intro]
handidi wemunzira (wagwizi)
wechitaka, ndoda w_ngu wechitaka

uchandifunga ndayenda kuti nyaa
uchandifunga ndarova kuti nyaa
uchandifunga ndayenda kuti nyaa
uchandifunga ndarova kuti nyaa

[verse 1]
unoda here kuyenda nemoyo?
unoda here? ndabvunza nemoyo
unoda here kuyenda nemoyo?
unoda here? ndabvunza nemoyo

[hook]
tichatamba kangoma kemazuvano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
tosangana panzvimbo ine runyararo
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)
tikagaragara toita kasungano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
ini newe toratidza musiyano
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)

[verse 2]
handidi wemunzira ndoda wechitaka
kunyangwe akakoniwa k_mira nekudhakwa
ndichanongedzera w_ngu wechitaka
kunyangwe ahutsatsa, akanyura mumadhaka
pfimbika chisikana ndak_mbirawo pfimbika
pfimbika, ah_ha_ha
cheuka chisikana ndak_mbirawo cheuka
cheuka, ah_ha_ha
[verse 3]
mazana emamaira, mazana woo
ndakasvika kure kure nenjinga yanga
mazana emamaira, mazana woo
ndakasvika kure kure nenjinga yanga

tichatamba kangoma kemazuvano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
tosangana panzvimbo ine runyararo
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)
tikagaragara toita kasungano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
ini newe toratidza musiyano
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)

pfimbika chisikana ndak_mbirawo pfimbika
pfimbika, ah_ha_ha
cheuka chisikana ndak_mbirawo cheuka
cheuka, ah_ha_ha

tichatamba kangoma kemazuvano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
tosangana panzvimbo ine runyararo
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)
tikagaragara toita kasungano
(pikinikiniki padikidiki pikinikini)
ini newe toratidza musiyano
(pikinikiniki padikidiki piki pikini)
pfimbika, ah_ha_ha
cheuka chisikana ndak_mbirawo cheuka
cheuka, ah_ha_ha
pfimbika chisikana ndak_mbirawo pfimbika

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...