kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – mukwasha كلمات اغاني

Loading...

[intro]
he eeh, he eeh

[verse 1]
k_mura ngowani
pfugama nebvi rimwe chete
wotorova gushu mukwasha
denga riye rikatinhira
tirikuda mbeu neanorima
wotoona yekutamba mukwasha
aaah wondimutsa nemutupo
gara w_ngoziva kuti ndozviripo
kana zvakunetsa mwana w_ngu dzora mukwasha
uchatenga mombe uchabaya uchavhiya
uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya
ende baba vati vanoda madhorofiya
wotomhanya musango mukwasha
pane andibira pombi yemvura
kana zondo rangu randanga ndabvura
vanhu vese vati bvunzai mukwasha
pakati pevanhu vese varipo
ndiani watigarira k_mhepo
zvakungonzi bvunzai mukwasha
ndirikunzwa kuda kurova munhu
ndirikunzwa kuda kubata munhu
rega ndimbokurova mukwasha
[hook]
zvandapfuura nekudhamu
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko w_ngu
huchi husina mazana
zvandapfuura nekudhamu
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko w_ngu
huchi husina mazana

cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
nyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema
cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
nyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema

[verse 2]
mukwasha jongwe iro
muchamhabya naro kusvika maribata
madzimbuya voda sadza remagaka
changamire vati vanoda hari mukwasha
zino rakaora muchando rin0banda
handina mari yekudzurisa kani kani mukwasha
vakatemwa nyora kare neimwe n’anga
vatezvara vangu nharo vanodzikaka
tungamira mombe tirime mukwasha

asambeni famba nendima (asambeni famba nendima)
asambeni famba nendima
tsemura danda uratidze ukwasha
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima
tibatire foro tirime mukwasha
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima
kutakura danda ndokuti mukwasha
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima
asambeni famba nendima

[hook]
zvandapfuura nekudhamu
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko w_ngu
huchi husina mazana
zvandapfuura nekudhamu
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko w_ngu
huchi husina mazana
cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
nyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema
cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
nyangwe zvikarema ndoita nharo dzamalema

[outro]
pamoyo pamoyo
ndipo paugere munzira yerudo
tichafamba nemo nemo
zorozo remoyo w_ngu ndiwe unogaramo
madzoro yerudo anotumwa munhu nyeere

akatema muonde akadenha (akatema muonde akadenha)
zvakanaka chihombe zvakanaka (zvakanaka chihombe zvakana)
zvakanaka chihombe zvakana

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...