kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – kamwenje كلمات اغاني

Loading...

[intro]
ummm kamwenje
mandibvutira kamwenje
kuti dima rindimedze
kuti dziva rindiyeredze
ndangomirira kuyedze mambo
iiii

[chorus]
zvimwe imwe nguva
kuchauya njiva
yakatakura ruva
yoisa paguva
pamwe muchatuma
mutumwa akarurama
mondipa mazuva
mondiwedzera nguva
ndogoda kamwenje
ndotya, ndotya
ndaik_mbira kamwenje
handichaona
kamwenje
ndotya, ndotya

[verse 1]
hupenyu hwacho makasa
anoziva ramangwana ishasha
kana ini ndavate parupasa iii
ndoti rangu ndakabate basa
ndotya, ndotya
[chorus]
zvimwe imwe nguva
kuchauya njiva
yakatakura ruva
yoisa paguva
pamwe muchatuma
mutumwa akarurama
mondipa mazuva
mondiwedzera nguva

[chorus]
zvimwe imwe nguva
kuchauya njiva
yakatakura ruva
yoisa paguva
pamwe muchatuma
mutumwa akarurama
mondipa mazuva
mondiwedzera nguva
ndogoda kamwenje
ndotya, ndotya
ndaik_mbira kamwenje

[verse 2]
inombouya mweya yetsvina
inongodzungaira nerama
mwеya inongoomesa zvamakasima
motumira moto unoririma
baba inombouya mweya yetsvina
inongodzungaira nеrima
mweya inongoomesa zvamakasima
motumira moto unoririma
[bridge]
zvamuri bako rangu rekuwanda
ndinomira naniko
she muri chitsitiro chinondivharira museve nenyere
ndinomira nani
she zvamuri bako rangu rekuwanda mvura mawere
she muri chitsitiro chinondivharira museve nenyere
ndinomira naniko
she

[outro]
pandinoenda husiku ndodzoka ndiri mupenyu here?
kwandinorenda husiku ndodzoka ndiri mupenyu here?

ndaik_mbira kamwenje
ndongoda kamwenje
handichaona

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...