jah prayzah – dzamutsana كلمات اغاني
ahhhh ahh ahh
ahhhh ahh ahh
kubvira kare ndichikuda
asi baba wako vakandi zonda
zvakangodaro ndai gogodza (ndanga ndichiringa)
dakara mai vangu vazobvunza (ndanga ndichiringa)
ndairinga nyangwe pose pawai tsika (ndanga ndichiringa)
nyeredzi nyamatsatse zvayadzika (ndanga ndichiringa)
dzaimira kufunga njere kurasika (ndanga ndichiringa)
dakara mai vangu vazobvunza (ndanga ndichiringa)
unombodei zvaunoonda
unombonzwei paunomuona
chingogachira kuti zvakakona
zvimwe kuda rimwe zuva uchamuona
dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
dzirikungotenderera sango reuzumba (dzamutsana mutsana)
ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
manondo venondo pururudza (dzamutsana mutsana)
wenondo chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
daira ukandida ndichakuroora (dzamutsana mutsana)
chinondi shungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
kuti moyo w_ngu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
moyo w_ngu unodisa kuti tose titambe (chitekete)
gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwe chete)
zuva ravira muchandiona ndava (muberere)
tichitamba tichifamba tichi dzikinya
moyo w_ngu unodisa kuti tose titambe (chitekete)
gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwe chete)
zuva ravira muchandiona ndava (muberere)
tichifamba
shaina tiwone
uchiri mhandara
uchiri mhandara
wosarudza karokwe
kanoti mbambamba
woshaina tiwone
woramba uchishaina
uchiri mhandara
woramba uchishaina
wosarudza karokwe
kanoti mbambamba
famba seunonyura
shaina tiwone
ita kakutsenga mvura
uchiri mhandara
ndanga ndichiringa ndaswera mujinga (ndanga ndichiringa)
urimo munzira yemutsime ndichiringa (ndanga ndichiringa)
pandangokuona kunzwa ropa mutsinga (ndanga ndichiringa)
paw_ngonyemwera ndabuda ziya (ndanga ndichiringa)
ndanga chiringa ndaswera mujinga (ndanga ndichiringa)
ndanga ndichiringa wakasenga svinga (ndanga ndichiringa)
uchienda nedhongi kuchig_yo nchiringa (ndanga ndichiringa)
unombodei zvaunoonda
unombonzwei paunomuona
chingogachira kuti zvakakona
zvime kuda rimwe zuva uchamuona
dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
dzirikungotenderera sango reuzumba (dzamutsana mutsana)
ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
manondo venondo pururudza (dzamutsana mutsana)
wenondo chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
uchazongovanzwa voudzana udzana (dzamutsana mutsana)
chinondi shungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
kuti moyo w_ngu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
traduzir para português
كلمات أغنية عشوائية
- 8percent › 8percent – shinigami كلمات اغاني
- anth › anth – squid game كلمات اغاني
- n15 › n15 – block cypher كلمات اغاني
- xumar qədimova › xumar qədimova – sənsiz necə yaşayaram كلمات اغاني
- andre andrade › andré & andrade – orgulhosa كلمات اغاني
- eric wainaina › eric wainaina – tell your mother كلمات اغاني
- lightnin luke › lightnin’ luke – with the man in the mask كلمات اغاني
- ron gallo › ron gallo – saturday pt. 1 كلمات اغاني
- nick saga › nick saga – saving grace كلمات اغاني
- herzensohn › herzensohn – в мозговом подвале (in the brain’s basement) كلمات اغاني