kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

gunvoster – kuziva “freestyle” كلمات اغاني

Loading...

ndiri gunvoster
to the max fullest
huh huh
sharpest

chibaba chinogona mese ka munozviziva
nyangwe anonzi dofo wacho mese momuziva
asi chinhu 1 chamusati makuziva
kana mazoziva muite vamwe vagoziva

hanzi kufunga kwebenzi kuti dai ndakaziva
kuzivisisa hanzi kwakasiyana nekuziva
pasina handset hapana phone unozviziva
mumwe ozviti kuziva asina chaanoziva
kubika neradio ini ndoti kusaziva
vamwe votanga voriti tsime rekusaziva
satan nemademon hazvisiyane mozviziva
ungatadza here chirungu iwe uchichiziva

pasina mari hapana nyika tinotozviziva
pasina off hapana on rebho unozviziva
nekuda kwegunvoster nyemba makutomuziva
apa g_ya ndinopera ndadzoka nekekuziva

akaperera pangoma 1 tese tomuziva
mati ndiani makunyepera kusaziva
nekuda kuziva kuziva muchazongoziva
futi mangoma depot inorova ngoma ziva

angaziva here asina chaanoziva
asi zvimwe zvunhu ayewa ndezvekungoziva
vasina ruzivo vasina chavanoziva
unonzwa voti gunvoster hatisi k_muziva

haaaaah ndiri gunvoster
to the max fullest
huh huh
sharpest

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...