kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

geminiapex – tamba yawajaira كلمات اغاني

Loading...

intro: t.m beats

[hook:]
tamba yawajaira uh (yah)
i ain’t tryna judge your dancing ingotamba yawajaira uh (aye)
tamba yawajaira uh (yah)
handigonewo kutamba ndongotamba yandajaira uh (aye)
hona ndichitamba yah
ndongorova iro dhanzi randorova ndiripamba uh
hona ndichitamba, aye
ka dance kane sugar wena ne, twumasamba yah

[verse 1:]
tamba yawajaira
wakaoma hako mutezo but as long zvichikufaira uh
ini ndakugaira
ukurova dhanzi rairohwa nashakira
when i pull up to the spot gemini apinda
no strings attached handifarire shinda
if she wining on you n_gga you know that wapinda
kana zvaomesesa kopa dhanzi ralinda
une skiri kudarika maskiri
girl you so fly ukuita kunge shiri
spice it up spice it up isa mhiripiri
tobva tangoziva kuti ndiwe une skiri, yah
[hook:]
tamba yawajaira uh (yah)
i ain’t tryna judge your dancing ingotamba yawajaira uh (aye)
tamba yawajaira uh (yah)
handigonewo kutamba ndongotamba yandajaira uh (aye)
hona ndichitamba yah
ndongorova iro dhanzi randorova ndiripamba uh
hona ndichitamba, aye
ka dance kane sugar wena ne, twumasamba yah

[verse 2:]
vanondiziva, vanondisimbisa, vanondibhiga
they see the vision, all of them know ndichaita mbinga
hona nhamba dzako dziri saved
ndakufarira unotamba kupfura bev
imma throw racks uh
imma throw snacks uh
ndichakusimbisa iwewe uri bad uh
apa you’re high kungе h_llo uh
dance yako haisi pamutemo uh
imma shoot my shot, ndinе ammo uh
you left me breathless ndakutora mafemo uh
boys iri ngarisandidherere
let me slide in your dm kunge derere, huh

[hook:]
tamba yawajaira uh (yah)
i ain’t tryna judge your dancing ingotamba yawajaira uh (aye)
tamba yawajaira uh (yah)
handigonewo kutamba ndongotamba yandajaira uh (aye)
hona ndichitamba yah
ndongorova iro dhanzi randorova ndiripamba uh
hona ndichitamba, aye
ka dance kane sugar wena ne, twumasamba yah

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...