kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

freeman hkd – vapfumi كلمات اغاني

Loading...

ak something is a do for a living in mbare, hanik, play safe hkd
usangoti chese chawaona uno_admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig_ya

shanda zvako k_mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi_tryer

vacho vamunenge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w_ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu_life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma_top secrets avo avakavanza
w_ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu_life yako gutsikana

wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
kuti vapfume pakashanda midzi nembash_to neropa vachiuraya hama dzavo
vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa namwari kuti vazivikanwe
vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano_smiler
but still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi

vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w_ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu_life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma_top secrets avo avakavanza
w_ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu_life yako gutsikana

ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
patinoti njuga dzakarema, patinochema_chema zvavo ndipo pazvinofaya
havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai mwari matinzwa
hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa

usangoti chese chawaona uno_admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig_ya
shanda zvako k_mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi_tryer

vacho vamunge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w_ngu mira

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...