kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

freeman hkd – doctor vemagitare كلمات اغاني

Loading...

yo sunshine, hkd
dangerzone side (yo sparks) a long stretch in them arts
working together from the start (sonje, sonje)

kune vakanga vaneni kubvira pakutanga kwemagitare
nyangwe zvinhu zvikaoma vaimira neni
vakandida ndisati ndane zita

saka vakutemba neni zvino vakunditi doctor wemagitare
ma_fans ndoakandipa zita
paye ndakati nokutambudzika
ndakanga ndina shinso makazvi_believer
iyaa_a

doctor wemagitare
ma_fans ndoakandipa zita
ndakati no ku_truster munhu wenyama
skiri yekudangerzone side namaninja

kubvira pakutanga pana unondipa rudo
vanhu vachiti hamuna chipo asi mune chido
hatina k_mira takarova ngoma
ivo vachiti ma_funnies nhasi vakuti dangerzone
vanhu vakatamba pakarira ′joina city’
vanotaurisa vakati ava wema_one hit
hapana kupera time ndobva ndati ′summer time’
bva vakuti mfana uya auya sh_t

saka neshungu ndakabata squander
ndikati squander hona ma_artists awanda
atove makwikwi
asi ndine trick yekuti tipinde ngatiimbe dancehall doctor
ma_ghetto youths pandakavasimbisa
vakatanga kunditi doctor wemagita
tinenge takava leader apa ndatozova leader

hkd hatife takakundika
saka vakunditi doctor wemagitare
ma_fans ndoakandipa zita
paye ndakati no kutambudzika
ndakanga ndina shinso vakazvi_believer

iya
doctor wemagita
ma_fans ndoakandipa zita
ndakati no ku_truster munhu wenyama
skiri yeku dangerzone side nemaninja

ndakapinza skiri ndichijamuka kurambwa ne_babe
zvikanzi nema youths doctor mava k_mberi
vanondigaira vakagaira kut ndiri mu_sick
zvikanzi anomboita nezvei
ndikati doctor westaira ne_patten
vanomhanyisa rurimi kunge inini vangani
ndichakusvika ikoko
andife ndacheuka vanondi dissa ndichamukunda satan
hazvina kupera semukono ndakamira

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...