kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ellard cherayi – mufudzi ndiye jehovah كلمات اغاني

Loading...

mufudzi ndiye jehovha
anondichengeta
hapana chandinoshaya
ndichivimba naye

pana mafuro manyoro
ndinoguta kwazvo
ndinorara norugare
ndisingavhundutswe

anomutsa mweya w_ngu
anondiponisa
panzira dzokururama
anondifambisa

nyangwe ndifambe murima
handingatye chinhu
nokuti imi muneni
munondinyaradza

mandigadzirira kudya
mberi kwavavengi
mandizodza namafuta
handishaye chinhu

nduramo netsitsi dzenyu
zvinozova neni
ndichagara najehovha
nokusingapere

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...