kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

danny n – shungu dzemoyo كلمات اغاني

Loading...

[intro, danny n]
yeah zvekuimba izvi amana! zvakatanga zviri zviroto
ndobva tazvifambisa, bt nzira iyi haina kunyatso chena
this song is more like a prayer
danny n!

[first verse]
yeah! vanondiona ndichi gara mazino panze
vobva vanditora voda kundikanda kunze
kuda ndikotamisa sendo tsvaira chivanze
asi ndotenda mwari nekuti havandipunze
i wsh one day ndichamukawo
ndine mazisimba rekufaka yangu pinacle
ndovimba namusiki ikoko ndokusvikawo
i hope handizi ndega hu is hoping for a miracle
mai vakagara zvavo vakabata shaya
mupfungwa zvovanetsa vongoramba vachig-ya
vondiuudza iwe shinga ndiwe rangu jaya
dai wawana nyasha zvinhu zvako zvangofaya
zvinovanetsa mwoyo zvaoita kuva baya
vehukama vovaseka nekuda kweravo jaya
hanzi uyu anoiimba nekuti ano shaya
asi vondiudza shinga satombozvig-ya

[second verse]
nekuti yolo ndiyo moto unorarama ka1
so im pushing grind sengoro ndiri kutsvaga mari
vanhu vondiseka kunge comedy mafunnies
cz im always in the streets senge ndinomhanya bani
vamwe vanondibvunza kuty mfana unonzani
ndovaratidza tag vakaona ndonzi danny
vonditarisira pasi vorasara zvinyowani
kuti ndiende mberi atotanga ma1
vamwe kungovapa track vobva vakanda mubhini
hanzi no airplay kana pasina madzinhi
hanzi chida kurira tanga wambotenga hwani
but ndokuridza wambo sekerera inini
madjs acho angozara nepride
kuti uende mberi pakutongoshanda bribe
i gtta give my all to keep myself alive
i just need a loan rega ndimbotsvaga strive

[hook]
makati gogodza mwanangu muchandizarurira eh, eh!
asi ndava nemaronda ndichishingirira eh e
makati gogodza mwanangu muchandizarurura eh
ini ndava nemaronda ndichishingirira eh eh

[chorus]
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya !
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya

apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh! eh! dzandiuraya

[third verse]
handambog-ya ndchaiita zvekuimba
bt nekuda kwamwari ndripamike ndakamira
satan anouya achiita kunyahwaira but nekuda kwajesu pamangoma handis k-mira
ndrikuimba ndichibvarura tsinga
ko ndigagodii iyo nhamo yandivinga
ndakaremerwa sendakatsiga zisvinga
vamwe vondisekerera chri mumoyo vakaviga
ndaimbo mhanyidzana nebook now ndomhanyidzana nerap
hameno zvin-buda here i juss give it all kuna jesu
zvakanaka zvacho ndoda,mwari dai mandiona mandikandirawo ngoda nekuti nhamo yandiponda
ndri kushanda shanda all day zvichiramba
pamadhiri acho ndri slow kunge kamba
hapana chandoita kunze kwekunyora number
otherwise ndingapenge hangu ndakurova chamba

[chorus]
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya !
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh, dzandiuraya
apo shungu dzemoyo dzandiuraya, eh! eh! dzandiuraya

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...