kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

damien marcus gwini – chimurenga iv freestyle كلمات اغاني

Loading...

chimurenga chechina chiri grimy chiri funky
pa mic ndiri militant pa live ndiri nasty
i’m all about natty, baggy jeans and them khakhis
congo binghy dread sanka robert nesta marley
patriotism for big dogs, party politics for puppies
kubatanidza nyika se ndagarwa na gadhafi
varikurwisa revolution ana face inenge dafi
going against the principles of revolutionary parties
ma comrades ari mubani iwe uchitog_ya kuti ma funnie
but dai takabatana hondo dziri twamby
kune hondo ku ethiopia kune hondo ku sudan
hakuna runyararo ku moza kwakauya jihad
kune hondo ku iran kune hondo ku iraq
dzaingovako hondo ndiani akati kare kwaivanani?
but pese panotsva hondo, varombo ndoo mahwani
kusvikowira mu fire uchibuda mu frying pan
saka isusu hatidi hondo, takambokuudzai wani
isusu hondo takairamba kare kare wani
‘coz kunofa varombo asi vapfumi vachisara
vapfumi vanofara asi varombo vano suffer saka hatidi…

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...