kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

bling on the beat – moyo wangu كلمات اغاني

Loading...

ohh
ohh

tinogona tichitodanana
but uchindigaira horror
ko zvikazomuka zvakadhakwa
wavakuda ane mota

kana ukazofunga kundiregera
it’s better undisiye ndichifema nxaa
usazonyanya kundirwadzisa
it’s better undisiye ndichifema
ukazofunga kundiramba umwe w_ngu
better undisiye ndichefema ka
usazondirwadzisa
better undisiye ndichifema

kana wava ready kundisiya
tanga wa deleter ma pictures
handisikuda kuti azo leaker
phone dzedu ngatibve ta clear
ukazondiramba zvechihwai
tonetsana real quick
imagine kuchemedzwa nemunhu mudiki diki
ndikatanga love ndinopinda deep deep
handizodi kunzwa wondiudza ma stories
kana ukazofunga kundiregera
it’s better undisiye ndichifema nxaa
usazonyanya kundirwadzisa
it’s better undisiye ndichifema
ukazofunga kundiramba umwe w_ngu
better undisiye ndichefema ka
usazondirwadzisa
better undisiye ndichifema

moyo w_ngu
moyo w_ngu nxaa
kamoyo ndokatyira aka
usakatsemura
kana wazofunga kutsemura ndipe warning atleast
ndiudze pane time kuti ndakutsemura piece eh
ndiudze nxaa

w_ngu ita ndiku truste
usaite ndikukwate
ukazongoti i don’t care
wondisiya nda lonely
haa ndaramba u
izvo zvo
better undisiye ndichifema nxaa
ndaramba
ndaramba
ndaramba
ndaramba

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...